YOUTH DIALOGUE ON BVR

Youth in Kariba Mashwest concerned about their safety post registering using the Biometric Voter Registration System.

1) Mayouth ari kubvunza kuti havazorohwi here mushure mekunge varegister vapedza kuvhota sezvo vachiisa mifananidzo, number dzenhare, address yepamba uye zvimwewo zvinoratidza kuti ndivanani.
2) Mimwe mibvunzo ndeyekuti – Pakusarudza nzvimbo dzekunyoresa kuvhota veZEC vaitarisa zvipi nezvipi?
3) Vechidiki vanoona sekunge vari kusiiwa muhurongwa hwenyika. Tarisiro yavo ndeyekuti vakwaniswewo kurangarirwa nekudaidzwa pazvirongwa.
4) Michina yeBVR haizokanganisike nemavirus hre sezvo iri michina zvose zvakaitwa zvikarasika.

Patsaka Nyaminyami Community Radio Station – Izwi rekurudziro nebudiriro